Boost

ZVIREHWAREHWA

Hutachiona hweHPV hunokanganisa vanasikana chete

Chaunga chevakadzi.

Chokwadi

HPV chirwere chepabonde chinokanganisa varume zvese nevanhukadzi. Chinokwanisa kudzivirirwa nekushandisa kondomu. Muvanhukadzi, chirwere che hutachiona hweHPV chinokwanisa kukonzera gomarara rechibereko.