Boost

ZVIREHWAREHWA

Makondomu anobvisa kunakirwa kwese kwebonde.

Vaviri pamubhedha.

Chokwadi

Unogona kuita bonde rakanaka kana uchishandisa kondomu. Taura nemumwe wako nezvezvinhu zvamunofarira mese uye pamwe chete munogona kutsvaga nzira dzekuwedzera mafaro mese.