Boost

ZVIREHWAREHWA

Vanhu vane utachiona hweHIV havagone kuita vana.

Mukadzi nemurume vachironga mwana

Chokwadi

Vanhu vane utachiona hweHIV vanogona kuita vana. Kunwa mushonga weantiretroviral panguva yese yekuzvitakura nekuyamwisa zvinoreva kuti vana vako vanogona kugara vasina utachiona hweHIV.