Boost

ZVIREHWAREHWA

Vanhu vanotora PrEP vanoita bonde rakawanda.

Musikana ari kuronga nezvemakondomu ebonde.

Chokwadi

Pane zvikonzero zvakawanda zvoiita kuti vanhu vasarudze kutora PrEP. Vanhu vakawanda vanoitora nokuti vanoda kutarisira utano hwavo. Nhoroondo iyi inogona kukanganisa vanhu vanotora PrEP, uye kazhinji inenge isiri yechokwadi.