Boost

ZVIREHWAREHWA

TB inotapuriranwa nekutsvodana.

Kutsvodana kwevanhu vari pedyo napedyo.

Chokwadi

TB inofanira kufemerwa mukati kuti ikanganise mapapu ako. Izvi zvinoreva kuti inofanira kufamba nemumhepo, saka haukwani kuwana TB nekutsvodana.