Boost

ZVIREHWAREHWA

VMMC inobvisa chikamu chikuru chesikarudzi yemurume .

VMMC inoderedza njodzi yenjovhera.

Chokwadi

VMMC inobvisa ganda repamusoro panhengo yako, rinonzi "rukanda". Hazvi shandure saizi yenhengo yako kana kuti nhengo yako inokwanisa kuita sei. Inongobvisa nzira yekuti utachiona hweHIV unopinda nayo mumuviri wako.