Boost

ZVIREHWAREHWA

Vanhu vanotora zvinodhaka vakaipa.

Dzvinyiriro yavaenzani.

Chokwadi

Vanhu vanotora zvinodhaka nekuda kwezvikonzero zvakasiyana. Kupindwa nezvinodhaka muropa kunofanira kuonekwa senyaya yehutano, kwete maitiro emunhu apo umwe anopomerwa mhosva.