Boost

ZVIREHWAREHWA

Vanhu vane FGS vanofanira kuzviparadzanisa nevamwe.

Mukadzi achinetseka.

Chokwadi

Hapana chikonzero chekuzviparadzanisa nevamwe. Utachiona haugoni kutapuriranwa kubva kumunhu kuenda kuneumwe munhu. Zvakadaro, kana muchifunga kuti munogona kuita FGS munofanira kutaura nemushandi wezvehutano kuti muwane kurapwa uye kuzvidzivirira kubva kumatambudziko enguva refu.